Nyora, nyora ndidzo dzadii. Imi vanhu mapona nekuti handiko ikoko. Ndakamboona a similar experience kwandaishanda. I learnt a lot and team iyi ndeye kunyepera vanhu through kutyisidzira vanhu. Hamuna kwamaimboenda kusvika mandipindura kuti kana muri maporofita madii kuona nekuudza vanhu zviripo. RUBBISH, RUBBISH- ndiyo ininzi exploitation yevanhu vakuru, instilling fear doubt and low esteem. Vanamadzibaba kunyepera vanhu. Kusanganisa zvidhoma nechurch. Ko munobvunzirei sekuru but munozviti munoona. Ko ingoonaika moudza vanhu. Munosecha chii chamunosecha yet you are prphets. Munonyepera vanhu. You are intimidating this elderly man. Kushungurudza mudhara, leave him and let him rest. Nyora hadzinabasa idzo-those are scars for the tatoos in the past.
Ummmm vanhu ava anotsamwisa ava.Kumanikidza sekuru kuti vanzi vanhe mhosva.Pakutanga vakati vari kuuya kuzoburitsa pane mwana.Saka mibvunzo wangu unoti vaida kuburitsa mwana vasina kunzwera pamweya sei??Havan dare ava and Havana prophecy yavanayo.I pray that his children will never leave because of these liars.Vakangwara zvenyema ava kutambisira vanhu nguva.If they new kuti vane chikwereti sei vasina kuzvitaura pekutanga.😢😢Ndarwadziwa hangu.May God intervene in this family.
Andrew with due respect usapedzere vabereki avo nguva nevarume avo. Remember mwana haasikuzikanwa paari vanhu vachiita mafunnies ayo. Endesa vabereki vemwana kunana Tasvu nana Kanengo vawane help. It's now 3 days of playing.
Imagine he even end up saying why can you not forgive me ndirikubvuma wani kuti zvinhu ndakabata nekusaziva so sad. Apa maporofita hapana zvaarikuona apa
Haaaa on a SRS note mukutipaa BP guys I've been following this issue from day one apana chirikushanda apaa vanhu vakuona avamanikidze munhu kubvuma ngataure kuti n'anga yachoo iripi haaa that's bad eish aaaah nxaa Dare ripi they are forcing this old man kubvuma zvinhu zvaasiri kuziva.
Kana iro riri bvuri remunhu wekuChipinge sei risiri kutaura Chindau; vanhu vechipinge Mandau ega ega? One big question ipapo! As i c; mapositori ari kunyepa apa.
Hapana zvobuda chero Tasvu or kanengo same same....Tasvu akatadza kudzosa mwana kabiwa irinhumbu pamount upaden apo gore Tapera Ngatinyengeteri kunaJehovah chete kwete zverovana Mari apa vanhu varipadambudziko wotorerwa zve pashoma pavanapo tisanyepera vanhu ,hakuna chinokunda Jesu kristu panyika nokudenga
Vanhu vari kupedz nguva hapana zvir kuzivikamwa mukoma Andrew endai kwasekuru kaKanengo not dram iri tiri kuda mwana isu ava vanhu vari kuda kurohwa kunyepera kuporofita uko shit dzevanhu idzo
Hapana kana one prophesy yasvitswa.. Zvese sekuru ndivo varikungotaura. Hanzi aive ma dollar uye ndaishanda and so chikwereti ndandisina. Mwari wangu andiregerere.... Sekuru ava is being abused amana. Vareurura and let them help kuwanikwa kwe mwana...
Mkoma Andrew musapedzerwa nguva hapana mweya apo sekuru var kt ndibatsirei kana kubvisa havagone ndoska var kurambidza kt havadi vanhu kutya kunzi tibvirei pano nxaa
Haa that's just common sense zvekut chkweret.I believe sekuru.Kana mweya usina kuvaratidza ngavasataure panyama vachipesanisa vanhu.i hope vanakomana vasekuru see through these lies.Im disappointed
Andrew, your title is very unfair to that innocent old.mishonga ipi yaunoreva in your title coz we all can see kuti the old man is innocent and vapositori are fake
I personally have total respect for this sekuru Mazivanhanga. Havasi kuvhunduka and varikubvuma mhosva kuti yes ndakambobata but now ndandisisazvidi nenyaya yekunamata. Hanzi tiudzei kune chikwereti kwacho tinoripa... This is totally elderly abuse. To my fellow countrymen, lets ensure tachengetedza vakuru vedu.
Drewmas makushungurudza vabereki imi nekutsvaga mbiri yenhema...... Ko kungoti moda kuita basa motora vanhu chaivo kwete kuita maexperiments enyu nevabereki vevanhu. That's painful and its brings shame. Kana vabereki vakatadza ndizvo here zvovofumurirwa apo pasina solution
Im sorry guys but zvemapositori handichazvitendi😂😂 pese ndobva ndafunga nyaya yaAdmire
Mahure magara mune madhimoni enjuzu
Panoti yaAdmire/Rumbi koti madzimai Magadaline, haah kana ini handicha trust maporofita
@@babafriday Mai vako ihure wani
After Magadalina l washed my hands munyaya dze mapostori.
True dai vakaenda kwaSekuru .dai mwana akatowanikwa
Nyora, nyora ndidzo dzadii. Imi vanhu mapona nekuti handiko ikoko. Ndakamboona a similar experience kwandaishanda. I learnt a lot and team iyi ndeye kunyepera vanhu through kutyisidzira vanhu.
Hamuna kwamaimboenda kusvika mandipindura kuti kana muri maporofita madii kuona nekuudza vanhu zviripo. RUBBISH, RUBBISH- ndiyo ininzi exploitation yevanhu vakuru, instilling fear doubt and low esteem. Vanamadzibaba kunyepera vanhu. Kusanganisa zvidhoma nechurch.
Ko munobvunzirei sekuru but munozviti munoona. Ko ingoonaika moudza vanhu.
Munosecha chii chamunosecha yet you are prphets. Munonyepera vanhu.
You are intimidating this elderly man. Kushungurudza mudhara, leave him and let him rest.
Nyora hadzinabasa idzo-those are scars for the tatoos in the past.
mukoma Andrew vana madzibaba awa will never bring back the child . please endesai vanhu awo kuchivanhu chaiko , mwana akatsakatikira muchivanhu
Haiwawo havambodzosi Mwana ava vanotoreva nhema
Ava havana chavanogona vakuita ngano endai kwana sekuru ava varikutotsvaga kudya kuZim kunenzara how many days
Aaaah ko mwana ngabude kaaa nhai
Hahaha enday kwasekuru Tasvu
Hantii vataura Karen kut vakarasa divisi here saka makuita semoporofita zvinhu zvamaudzwa kare here
Hakuna maporofita akadai apa hapana another level yamatipa munotipa hasha nemaporofita enyu aya
Ummmm vanhu ava anotsamwisa ava.Kumanikidza sekuru kuti vanzi vanhe mhosva.Pakutanga vakati vari kuuya kuzoburitsa pane mwana.Saka mibvunzo wangu unoti vaida kuburitsa mwana vasina kunzwera pamweya sei??Havan dare ava and Havana prophecy yavanayo.I pray that his children will never leave because of these liars.Vakangwara zvenyema ava kutambisira vanhu nguva.If they new kuti vane chikwereti sei vasina kuzvitaura pekutanga.😢😢Ndarwadziwa hangu.May God intervene in this family.
Shortcut haishande zvirikutofamba negwara sematangiro azvakaita
Inini zviri kundibhowa kumbunyikidzwa kwevanhu vakuru in the name of chiporofita.
Vanhu avaa Havana zvavanoziva avaaa ndochokwadii
Hapana chinozivikamwa apa munhu anoziva ngaangotaura pane mwana simple kwete kuswero tenderera
Ngavataure kune mwana chete mazuvz arikufamba mwana asingabude
Chikwetereti ndechekuti kana ukaromba unozonzi uzodzosera mishonga yangu ipapo ndopaunobhadhara which means chikwereti vanacho kana vasina kudzosera vasaifanirwa kupisa vega vaifanirwa kudzosera,divisi ndokuromba ikoko vaisafanirwa kurasa vega vaifanirwa vakariendesa kumaporofita
Andrew with due respect usapedzere vabereki avo nguva nevarume avo. Remember mwana haasikuzikanwa paari vanhu vachiita mafunnies ayo. Endesa vabereki vemwana kunana Tasvu nana Kanengo vawane help. It's now 3 days of playing.
Ukangoziva Kuti vanhu awa Havana kutsvagwa nedrewmas but ifamily yakazvitsvagira ungabatsirika
Chete chete ndovangapedza nyaya not mahumbwe ayo
Uye sekuru ava vanenge vari kuhonest kuona kwangu
You are right chapepa
Kuchirikuporofita here uku kana kuti kwakutonga nyaya, because zvese varikungobvunza baba havasi kuporofita.
Nhai zvenyu
Eeh chokwadi mune confusion 😂😂😂 hamuna chamurikuona mapostori imi. Ndafa neshungu😢
Haaa varikutenderera dai vangoita zve mwana not zvese izvo
dai vavarova vanhu ava kutambisira vanhu nguva chii ichocho chii chinenge ngozi chavari kuita
Zvikunyepa izvo mysatambudze baba venyu hama dzangu mspostori ayo ngaaamamiswe
Ngavataure n'anga yacho zita rayo
But imi vedrewmas media musangotibudisire vanhu vakafanana neava matsotsi awa
Kuchembera Akuna kunaka baba vaakupihwa mhosva nekukura sorry baba guys musarase baba venyu nguva diki yasara😭😭😭😭😭😭
😢😢😢😢
Shaa avasikupomerwa havo kwatomboti ukabika sadza pamba vaiwana yava ndove kana radyiwa and vakabvuma vega wani kuti ndakabata mishonga ndichipinga misha yangu
Ufunge hko ava hapana anoona apa
If it was my relative pairohwa vanhu magemhenzi akabvaruka
😂 ichokwadi Wena kkk
Shumba vanhu ngavanange pane mwana chete vozoita nhoroondo vatora mwana asikuonekwa uyo aaaa 😂
apana zvinozivikanwa ne maporofita vadzingei imbwa dzevanhu
Ha taura hako fake prophets vachatora mari mahara
Sekuru is holy ava
Dai vatanga vaburitsa mwana vozoita madrama ndoona sezvinobuda kwete zvekunanga huroyi vanhu vanopedzesera vakurovana ngavaburitse mwana.
This is elderly abuse kana sekuru vati vakabata vasati vakunamata vakuramba vachimanikidzirei kutaura zvavasingazive . Rubbish
Ufunge hako ndozvandirikuona, baba ava vati vakunamata saka why abusing him.
Ukangochembera chete watova muroyi. Pamba pakangoita dambudziko vanotarisa munhu wachembera voti ndiye muroyi. Muchachembera wo
Chokwadi vanoda kusungwa
Imagine he even end up saying why can you not forgive me ndirikubvuma wani kuti zvinhu ndakabata nekusaziva so sad. Apa maporofita hapana zvaarikuona apa
TUDHARA UTWU TWAKATAKURA WORST THING HWEDZA KUNE MISHONGA ISINGAITE KUNODA VANOBATSIRA VAKASIMBA PAMWEYA
Ava vanhu havana zvavanogona ava asi kuputsanisa vanhu misoro nxaa. Vaenda kumba kwasekuru vachiti vari kundobvisa zvinhu manje ndezvipi zvavabvisa. Hee vakasiya chikwereti kun'anga chino chino,Chikwereti ndicho chavaona chekare kare asi mwana akanyangarika manje manje vachitadza kuona paari.
Kutambisira vanhu nguva sekuru is innocent vari kuti bvisai zvese zvamuri kuona hapana chabviswa kuratidza kuti vanhu ava vakaona musha wasekuru kunaka kwakutovati vakaromba nxaaa😪
Taura zvako cuz ,mapositori Aya mamboko
Kkkk vana madzibabaka endai pane chamurikutsvaga chero vanacho munoti vvangakupai. musilver plate here murikungoodawo kkubuda ppatv chete basa radeedzerwa drumas haribude apa
😢uuuuuu mmm sekuru ava hàvana mhosva vanhu ava matsotsi vakutyisidzira kuti zvikwereti inzwai vakutii kana musina kutibhadhara weduwe vanhu ava matsotsi ndarwadzirwa kupesanisa uku batai mashoko ematsotsi
Saka varamba kuenda nevanhu
@@johangreat5922 true vakatoona kuti apa mari inobuda kwakunenera sekuru zvakaoma. Vari kuva forcer kuti vabvume zvavasingazivi
Ngamasela 🚶♀️🚶♀️🚶♀️🚶♀️
Tshayani abantu
Matsotsi vanhu ava, instead yekuti vangonongedza pane mwana vakuwnza nhorondo muchimanikidza sekuru kubvuma zvavasingachazivi
Mapostori aya soo😅😅😅kungotipedzera nguva
Hazvo imi vasatinetsera sekuru awa munyu anorapa havhunze nhoroondo ndaona Oga tirikuda mwana kwete drama rose iro
If kuitiswa was a person. Madzibaba bhutisi. Kule is innocent.
Vanhu im itai mushe kana musingaon pamweya ibvai sekuru ngavaende kwasekuru tasvu
Haaaa on a SRS note mukutipaa BP guys I've been following this issue from day one apana chirikushanda apaa vanhu vakuona avamanikidze munhu kubvuma ngataure kuti n'anga yachoo iripi haaa that's bad eish aaaah nxaa Dare ripi they are forcing this old man kubvuma zvinhu zvaasiri kuziva.
Ini zvangu pamweya ndapihwa kuti mapotsori aya haana mweya wechokwadi, vakarombera masimba hapana zvavanogona. Ndavaregedze kunetsa sekuru. Nei ndadaro? Vatadza kuhaka, vanhu vanohaka zvemashuwa vanongotaura straight - mwana anga dai atohakwa akatodudza paari or zvakaitika kwaari nepaari. kwete kubvunza sekuru
Mwana aripi😢😢 haaa makuzotibhowa
Kutibhowa chaiko, abusing Sekuru for nothing
Taura hako zvobhowa
@@estermautsa2552 nhai
Musoro wenyaya wasiwa kkkk takarasima nemishonga yavatozvitaurira vega
Ko varikunyengererachiiko kana vari maporofita ngavatore ivo
Taura hako plus varikushanda ne information yavapiwa nababa avo
Andrew ngavainde nevanhu kwa Tasvu avo
Ngavaburitse mwana first vozvotaura ma story avo edivisi ayo aaa nhai
Hapana chinobuda apo ,vatotadza basa rechiporofita avo ,ko vanodzingirei vanhu ,pakutanga vakati vanoda vanhu vose,ngavando tora ivo kwete kushupa sekuru ,vava kuda kuvaisira zvinhu vaporofita ava
Mapositori chavo kupedzera vanhu nguva chete, hapana chinogonekwa. N’anga dzemandiriri sezvakaita Tateguru TASVU hajaidze nhau yadai. TASVU to the world!
Dai pane phone number ndafona izvozvi Kuna Endrew chiri kuita kuti uyu ataure nenzwi remasese chii apa akambodonha akaita seafa haaaaa nhasi agona chii kuhaka nhema varikuda kubhadharwa bvisa zvinhu maporofita enhema Aya musavapa kana susupenzi chaiyo
Mudhara musabvume zvamusingazivi rambai nababa
Taurai henyu this is nosense
Musamanikidze sekuru kutaura zvawasingaziwe iwo kana vachiona ngavangobata pane mwana ,
Lol, I like your programs Andrew but aya mafunnies aya. 😂 mapositori haasi arikutitambisira nguva here ava
Ndonguwa irikupera
Kana iro riri bvuri remunhu wekuChipinge sei risiri kutaura Chindau; vanhu vechipinge Mandau ega ega? One big question ipapo! As i c; mapositori ari kunyepa apa.
Haaa mukoma Andrew vana madzibaba ava Havana chavanoziva varikungomanikidza baba ava kubvuma zvavasina endesai mhuri iyi kwasekuru Tasvu vawane mwana
Chiporofita achifeyi achibvunze kut makarasa divisi kupi chinonanga ikoko 😅😅😅 kwarakaraswa aya mahumbwe in’anga dzinofumura dzimwe n'anga
I can't believe what I have just watched, why are these people being left to bully this old man. You can see he is exhausted from all this nonsense. 😢
Nyaya iripo havagone ngasiye vamwe vaite sekuru ndovadii ngavatore mwana ka vozotaura ngano pave paya kkkk
Awa wanonyepa hapana ngawaende kwasekuru tasvu 😊
Yaaaa uko sekuru wanopedzerwa sa magadharini
Hapana zvobuda chero Tasvu or kanengo same same....Tasvu akatadza kudzosa mwana kabiwa irinhumbu pamount upaden apo gore Tapera Ngatinyengeteri kunaJehovah chete kwete zverovana Mari apa vanhu varipadambudziko wotorerwa zve pashoma pavanapo tisanyepera vanhu ,hakuna chinokunda Jesu kristu panyika nokudenga
@@washingtonhumbasha2718 mwana weku mount hampden ayidzoka ceyxiye anga atodyiwa kare
Ndodzoka futi uchibvepi ko kuzochinja voice ndiri kusvotwa
This is so heartbreaking murikuabuser sekuru buditsai mwana
Wema drummer ndivo mapositori aya. Ndatsamwa ku pedzera vanhu warikuchema nguwa. Ava venguwo tsvuku ava ndo waroyi wacho chaizvo. Wasadzoke zvavo futi.
Budisai mwana imi, zvimwe zvose kumashure, musatipedzera nguva, tirikuda kuona mwana mhani
Nhy zvako vakungoita nezva sekuru zve nyora kkkkkk
Maporofita madii ktanga mambotibatsirawo kt mwana arip uye mpenyu hr mozobatsira zvenyu sekr takbowana mwana purizi msapedzere vanhu nguva kana mazvitadza taurai chokwad
That guy ane yellow gown is faking & if it was my place ndomurowa!
Taura hako anoda kupihwa gwati chairo😂😂 ndiye uya wekumboita hake mafunnies ekujamba jamba achita masummer kunge Ray Masterio 🤣🤣
@@tinovongacheryl3635imagine kuuya kunospiner zvake vanhu vachishaya mwana such a serious problem.
Ndikunzwa hasha izvozvi
nhai Drewmas another level yedrama irori here.tiitire mushe.mapostori ayo hapana chaarikuona apo
Mapotsori ayo ndoma rabishi chaiwo tsvo kutsvaka mwana takarasima nezvinhu zva Sekuru ndozvamafambira here? Tirikuda mwana isu, ko ivo muporofita why vanzvinya nzwi 😂😂😂😂😂😂taurai kwazvo mutiudze kunemwana chete.
Varikunyepa Havana mweyaaa vanhuu avaaa
Madhodhi chaiwo ummmmmm😮
Tsvoooo kutiudza kut mwana arip sika nemusgarukwa
Mafokoro vanhu Iva hayaaaaaaaaaaaa
😂😂😂 hamisati mavaziva vakomana vanogadzira mari vachibtwista nyaya. Jesu anongoti munhunakabvumira mhisva yake aregererwa. Ko uyu ndiMwari upi asingadzingi shavi ren'anga. Muporofita anotogarwa neshavi nhai. Zivai zvinhu varume. Musanetse mudhara areurura. Matsotsi aya in'anga dzose idzi. Mhosva isingariowi ndeyipi. Muri n'anga varume hamunamati imi.
The current situation turned to be history, please tell the world where is the child,all these questions are far fetched suggestions.
Vana madzibaba imi musatipedzere nguva kana pasina chamunoziva tiudzei kunemuzukuru wedu
Ikozvino zvamakuita Sekuru yatova abuse chaiyo dai ndiri mwana wavo ndaikubhutsurai chete mukabva ipapo momanya.
Haaaaa ndayivafambisa very fast chopu chopu payimhanywa ipapo ngavasiye sekuru ummmm mahumbwe Aya
Ende varikushatirisa mapostori aya
Haaa Dai valve baba vangu mapositori Aya aimhanya sheem vanojairira
Drewmas ndimi makatsvaga mapotsori here? Please musatsvagire vanhu matsotsi.
Chatirikuda mwana panekuwanza minamato sadza richipora
Nhyzvako we want mwana chete
Mhuri iyi ngaiende kuvapositori veAfrica kana kumasowe eChishanu chaiwo. Izvi zvevanhu vanenge vanosanganisa kudhara uko. Vari kutambisira vanhu nguva it's not fair
Tionesei mwana kwete kuita pikerere ne nyora. Ratidzai masimba enyu ana madzibaba kana musina power toita zvembira
Hayaas Drewmas Media taking us to another level of BP😂 Zvatishatirisa izvi😢😢😢?Ndirikunzwa kuda kurova vanhu.
Vauya kuzopofita here kana kuti vauya kuzo investigetor. Mudhara haasikuramba saka ivo ngachitaura panemwana chete .Nhasi musavapa chikafu.
Mapostori ayo atouya kuzopesanisa mhuri iyi. Iro ndiro drama ravanga vari kutiitira nxaaa. 2 days vachitadza kubiritsa pane mwana. Sika sika nekunetsana nasekuru. Dai vatanga kuburitsa mwana vozoita zvechikwereti chasekuru later
Nhy handiti chiri kudiwa mwana ngavataure kuti aripi ndivo vaporofita,kupedzera vanhu nguva haiwa
Kupedza data redu zvenhema kutsvaga mbiri mapositori vanoda shamhu
@@violamavhatu6434 mbiri yacho vanoiwana kupi apa ivo vatadza kuburitsa mwana
Andrew batsira vanhu kwete kuita zvekufadza vanhu nenhau dzisina pundutso kudomboshava vaitamba futi rakaraka nemapositori asi nhau yakaperera kwakanengo endesa vanhu kune rujeko toda hupenyu hwemwana kwete kutipa tumadrama twemapositori
They must stop asking Khulu the questions rather than for them to tell the people where the child is
Mhai zvako iwe kuswera vachipedzera vanhu nguva
Nhai zvenyu imi ngavataure kune mwana
I concur
Wasting time mwana achitofa . Brittain mwana pachena
Buritsai ***
Mwana please how many days arikudyei
Vanhu avo ndeve fake vari kuda ktoudzwa zvese but Kuma gumo vachamamiswa chete regai muone😂
Kunyaya ane yellow uyo ngaazvamburwe
Vanhu vari kupedz nguva hapana zvir kuzivikamwa mukoma Andrew endai kwasekuru kaKanengo not dram iri tiri kuda mwana isu ava vanhu vari kuda kurohwa kunyepera kuporofita uko shit dzevanhu idzo
Vanoda kudashurwa varikutamba nepfungwa dzevanhu gegege munhu achamhanya chete apa😂
😂haaa mapositori avo ndevenhema ava chinozivikanwa hapana vanoda kurohwa
Hapana kana one prophesy yasvitswa.. Zvese sekuru ndivo varikungotaura. Hanzi aive ma dollar uye ndaishanda and so chikwereti ndandisina. Mwari wangu andiregerere.... Sekuru ava is being abused amana. Vareurura and let them help kuwanikwa kwe mwana...
Maposiri aya ari kuita fembera fembera .Vakumanikidzira sekuru kuti vareurure . Mwana ngabude vozoita zvimwe zvose izvo
Ngawarege kuita zvekutswagiridza purizi warikunyeba mapositori awa ngawabve
Nemhuri iyo haina kungwara iyo dene ini ndatovadzinga kare ivongava tsvake zvinhu zvacho handiti vanoziva
Muchinda uyo akangwara uyo ati imi taurai kunemwana
These guys vanoda kurohwa nezvibhakera chaizvo nxaaa
Siyanai nasekuru tsvagai mwana abude
Mapostori aya haana kana dhiri vari kunyepa ..deedzai police iro be vanhu Ava raini rese mwana anobuda,,hapana shishito apa
Vafambira mwana saka ngavatsvage mwana kwete kunetasa sekuru
Murikupedzerwa nguva ne nguwo tsvuku hpa zvinozivikanwa apa kuuya kuzoita ngano zvavo
Mkoma Andrew musapedzerwa nguva hapana mweya apo sekuru var kt ndibatsirei kana kubvisa havagone ndoska var kurambidza kt havadi vanhu kutya kunzi tibvirei pano nxaa
Kana ivo vachichiona pachiri chikwereti ngavataure kuti makasiya chikwerati kwanhunga panekungotenderera. Handi varikupaona dzatove nhema idzi
Mwana ariko here ngavangotora mwana
Imbavha idzo hapana mweya apo
Haa that's just common sense zvekut chkweret.I believe sekuru.Kana mweya usina kuvaratidza ngavasataure panyama vachipesanisa vanhu.i hope vanakomana vasekuru see through these lies.Im disappointed
Maprofita ngaende pane mwana varikunetserei munhu
Vanhu avo vanoziva here chavafambira vave kutoti bhowa shemu apo vanodzvanyirira sekuru ngavavasiye
Vari kunyengerera kuti sekuru vavaratidze hapana zvinozikanwa apa, ngavaende varege kupedza nguva
Mmm vanhu ava havasi kuziwaba zvavari kuita,,,vanotopesanisa vanhu vakasara vobandana zvibhakera,,
Purpose ndeye kutsvaga mwana zvimwe zvese izvo zvinozotevera. Mwana aripi ?
Taura hako nhoroondo ndedzei go straight kutora mwana
Kunga vasiri kuziva zvawafambira, nxaaaaaaa
Kwahii kune chikweriti kun'anga! Ko kutaura kuti n'nga inonzi nhingi-nhingi yekudunhu rakati zvinoramba kubuda sei? Pemwe sekuru vangatondera ka, kana chiri chokwadi?
Andrew, your title is very unfair to that innocent old.mishonga ipi yaunoreva in your title coz we all can see kuti the old man is innocent and vapositori are fake
Team rangu zvamuri vanhu vakasvika svika wani vharai door vanhu vataure panemwana vakatadza kutaura chivashandirai imi manje especially uyo atotsvetsvetera voice nekunyepa tangai naye iyeye
😂😂😂
Kupedza nguva vachitaura zvedivi ,vachitadza kubudisa mwana
Nhai pamwe izvezvi mwana arikudya madhodhi 😅😅
Maprofita enhema ayo ende havana chavarikuona😂
I am feeling so sad for Sekuru, ndarwadziwa ini, after Sister Magadaline will take these guys with a pinch of salt. Zvawafambira tsvee😭😭😭😭
Ini hangu andidi kuitisirwa vabereki wangu soo😢😢😢 ndarwadziwa sorry 😔 henyu sekuru
Iiiiiii Mwari huyai vanhu venyu vatanga iiiiii nyika ino yaipa ,hatichaziva chokwadi.
Hakuna chiprofita chakadaro chekufeya munhu muprofita ngaataure dare sevariri
Kana muchiziva zvese zviri pana sekuru tauraika not kuvabvunza nhando
Ko mwana mupenyu hr 😢😢😢nayi
Please endesai vanhu ava kwasekuru Tasvu... Chirikunetsa kuti mweya utaure kuti mwana ari mumvura kana kuti akamedzwa neshato chinyi
Toda mwana hatidi huroi mwana ngaabude chete
Vangadzinga vanhu vose Kuti vagodara Vega vave kuvamanikidza zvavasinga zive
I personally have total respect for this sekuru Mazivanhanga. Havasi kuvhunduka and varikubvuma mhosva kuti yes ndakambobata but now ndandisisazvidi nenyaya yekunamata. Hanzi tiudzei kune chikwereti kwacho tinoripa... This is totally elderly abuse. To my fellow countrymen, lets ensure tachengetedza vakuru vedu.
Iri ndodrama guru chairo .... ava mapotsori vanonyepa chaiko 😂
Madzibaba akushandisa information yavaudzwa kuita dramma kkkk and futi kutsvaga mari uko 😂😂😂
Ehe zvavo apa kupedzera vanhu nguva
Mudzimu here or mweya mutsvene urikutaura payellow apo
maporofita ndeye fake
I don't know why they are trusting them apa mwana haasati wabuda. Ngavabve and hapana muripo
Mazitsotsi chaiwo echopositori. Sekuru vataura chokwadi chavo chese asi varinkuramba vachitenderera vachishungurudza mudhara. Kana vanesimba ngavabvise mwana kubva kwaari apinde mumusha. Chasara kuitirwa masaramusi baba vakanzi vane mhosva.😢😢😢😢😢
Baba ava murukuvashungurudza tisadaro akomana😢
Taura hako toda mwana hey guys
Nhayi zvakaipa mufunge.
Sekuru vapinda bizzy chavakabvumira havo
@@GabrieltafadzwaChihota wachabvuma nezvawasingaziwe
@@angelinaballerina5203 kutambudza musharukwa
Nhaiwe Neshamba vanhu vanourayana mhani pamwe sekuru havatorina mhosva endai kwaTasvu kwazvinobuda zvega kwete kumanikidza sekuru avo
Mwana aripi kwete kunetsa Sekuru avo
Drewmas makushungurudza vabereki imi nekutsvaga mbiri yenhema...... Ko kungoti moda kuita basa motora vanhu chaivo kwete kuita maexperiments enyu nevabereki vevanhu. That's painful and its brings shame. Kana vabereki vakatadza ndizvo here zvovofumurirwa apo pasina solution
God delivered me from masowe confusion highest level 🤯
Ameeeeeeereeeeerreeen
Mumusha umu hamuna varume vakasvika here rovai mapositori ayo mhani imi kunyepera vanhu. Hapana zvikudzimaitidzwa apa. Toda mwana isu ngano imbomirai
Hoyooooo kkkkkkkk
Mwana ngaabude first zvasekuru later aripai mwana
Vazvitadza vakushaya nyaya
Mapostori mboko, kunyepera vanhu sterek. Hapana chinoonekwa apo
Hayiwa buditsayi mwana mozoyita zvemushonga ya sekuru mukutotambisa nguva mazuva achifamba😭😭
Aaaaa; munoti pana mwana wavanobudisa ivava? These guyz havana zvakatimbi zvanonovona ava. Chavari kuita chaicho kuvhundusira-vhundusira sekuru avo kuti kana pane zvavanoziva varevurure bedzi. Vari kungofungira kuti sekuru ndevanoziva zvakaitika kumwana chete (vari kungoferefeta semaCID avo) - hapana chavanovona avo? Dai vachivona vaidaro vakataura chakawana mwana kana kuti kwaari kare. Mapositori anongozvita pose-pose paitika dambudziko - zvekungomanya kunotamba nevanhu izvozviizvi. Vanoda kurobwa vanhu ava.
Vari kuda kuconfuser sekuru ne mibvunzo kuvamanikidza musadaro
Vanhu vakuru angochembera ave muroyi
Mapostori efake aya kuda kumanikidza munhu mumafuta imomo muneyi ini handitembi vanhu ivava aaah
Taura hako nyaya ndeyekuwanikwa kwemwana kwete zvese izvo ana madzibaba kugongoyenderra hapana mawana arikubuda apa sekuru vakna moto duvisj nemwana zvekuenderana kupi andrew itai mushe kwete kutiunzira madrama aya amaziva mangani vanhu vachita zvisikuunza mwana haaaa batsirai vanhu avk ananeshamba shangwiti chaidzo munodziziva haaaa haaa
Mwari dayi vatibatsira vazhinji denga iri richanetsa kupinda kunyanya vanoti vanezvipo zvekubatsira izvi ngatityei mwari vadikani ini zvirikundinyongosva buritsai mwana nanganai nedambudziko riripo apa hameno imboitai chedu maziso nenzeve